📸 Unoda kudzidza mutauro wechiShona? Sangana nemudzidzisi Moreblessing Rutendo Simango's
👨🏼💼 Murairidzi ane TESOL/TEFL/TEYL nemakore mapfumbamwe ekudzidzisi mazeraa ose.
🏆 Kudzidza chiShona zvemandorokwati nemutauro wakapfuma
📈Zvidzidzo zvekugadzirira bvunzo kuti using ane nezvibozwa zvaunoshuwiraa (15-18).
🚩 Vana vazhinji vawana zvibozwa zvinoyemurika pabvunzo. Sangana nemudzidzisi ubetserekane!
【Kugadzirira bvunzo】
🔆🔆🔆🔆🔆 Bvunzo🔆🔆🔆🔆🔆
🔸 kudzidziswa Shona yemandorokwati yakapfuma inopasisa mubvunzo
🔸 Kudzidza kuburikidza nemapepa akanyorwa kuziva zvauchasangana nazvo muvhunzo.
🔸 Mudzidzisi anotambira zvichemo nezvaunoda maererano nekudzidza Shona
🔸Usazeza kudzidza chiShona nemurairidzi.
【Kushandisa kwemutauro wechiShona 】
Ukadzidza chiShona zvichakurerukira nekunzwa zvinotaurwa kana waendaa kunzvimbo dzinotaurwa Shona. Hauzonyeberwa kana kuudzwa zvisizvo vanhu vachiti haunzwi chiShona.
【High school (15-18)】
Shona yehigh school (15-18) inokugadzira kuti uve nechisimbiso chakanyanya kupindura bvunzo dzako kuti uende kuchidzidzo chikuru.
🐶 Chidzidzo chekutanga! 🐶
Zvauchasangana nazvo muchidzidzo chekutanga chemakumi maviri nemashanu❓
➡️ kundizivisa gwara raunoda kufamba naro pakudzidza Shona
➡️ Kundizivisa pachikamu chauri
➡️ Uchava nechiedza chemadzidzisirwo uye nzira dziri nyore kubata mutauro wechiShona.
➡️ Madzidzisiro asingapedzi nguva nekutenderera.
❗️Mitemo❕
↘️ Uchiuya mukirasi unouya nechinyoreso nepekunyorera.
↘️ Utarise masaisai ako nemushini wauchashandisa kuti zvirikushanda here?
↘️ Kana uchizokundikana kuuya kuchidzidzo undizivise maawa makumi maviri nemanomwe asati adarika pa What’s App/AT Chat